Preview only show first 10 pages with watermark. For full document please download

Abridged Draft Constitution Summary Of Zimbabwe (shona)

Description: Komiti yeParamende inoona nezvekuumbwa kweBumbiro reMitemo reZimbabwe yeConstitution Parliamentary Select Committee (COPAC) yakagadzira Pfupiso ino yeChinyorwa Chekupedzisira cheBumbiro reMitemo re...

   EMBED


Share

Transcript

Komiti yeParamende inoona nezvekuumbwa kweBumbiro reMitemo reZimbabwe yeConstitution Parliamentary Select Committee (COPAC) yakagadzira Pfupiso ino yeChinyorwa Chekupedzisira cheBumbiro reMitemo reZimbabwe 2013 nechinangwa chekubatsira ruzhinji rwevanhu kunzwisisa zviri muChinyorwa ichi. Chinyorwa chakazara cheBumbiro reMitemo chine mapeji zana nemakumi manomwe nemaviri. COPAC yakafunga kuti zvichava nyore kuti munhu anenge asina nguva yekuverenga Chinyorwa chakazara averenge pfupiso ino chete, obva aziva zviri muChinyorwa chakazara.